@africannews8:

🅰️fricana 🌍🇬🇧🇿🇼
🅰️fricana 🌍🇬🇧🇿🇼
Open In TikTok:
Region: ZA
Thursday 28 August 2025 15:47:39 GMT
71468
2716
155
27

Music

Download

Comments

user9857224038352
joyce :
ndokumusha kwangu kwarukweza
2025-08-28 18:35:23
1
mrsm575
tanaka :
KO vaye vaiti Nyathi asungwa irisei B.P
2025-08-28 20:19:03
28
hardwork.simango
Hardwork Simango :
ko ndokwanisa hre kuita visit nemota ndichishandisa only passport ndisina permit
2025-08-28 19:59:25
1
p.chitere
modimo oteng :
fry us we're eggs..until we learn to mind our own business,vanhu vanotura kwavasina kuswera
2025-08-28 20:24:46
2
tsungie495
tsungie :
ndozvinoratidza kuti kunyange neyemusikana iya kwaive kunyepa
2025-08-28 20:40:24
5
user106112806966
Eunice :
ndakati anobuda chete nyati varatidze kuti hamundigone
2025-08-28 19:06:40
0
tamwanashe
patience tamwa@23 :
ini ndodzokera nemimba hngu 😂😂
2025-08-28 19:42:07
3
vongai923
vongai923 :
zvinofqdza izvi 🙏
2025-08-28 17:00:42
0
zhinecks
zhinecks :
🥰🥰🥰ndangofarira kutii waenda usina kutiudza vagonesa
2025-08-28 16:50:41
2
amush078
Masie :
Ende munhu mutema akaoma sure, I'm happy now ndanga ndabatikana kuti ko chiiko futi nhai Tenzi
2025-08-28 19:46:43
1
maitude
maitude :
Hanzi asungwa nekuda kuteedzera vakaenda vacation kkkkkkkk.
2025-08-28 16:07:23
7
modestershedzo
Modester :
uyu achakupai pressure
2025-08-28 16:40:00
2
user7358665794360
shamiso muchenagumbo :
vana homie uuum komborerwa team
2025-08-29 07:57:58
0
chihera477
Rue❤ :
number plate South Africa Mpumalang nyazura kumusha
2025-08-28 19:46:45
1
nkatha740
Mazilankathakababa :
👏👏👏👏👏congratulations 🎊
2025-08-28 19:59:50
0
menyusasi
menyusasi :
👌👌👌👌 chokwadi nyasha kana dzada hadzo
2025-08-28 20:24:50
0
kukukupakuzi3
user35396084312161 :
Munobva papi chaipo kunyazura
2025-08-28 16:21:51
0
user5994637863217
[email protected] :
Apa vanhu vakuti ari muma cellls vanhu kaaaa
2025-08-29 15:33:31
0
rasbennie
Ras Benie :
God is good and izvi zvinoda kutendwa
2025-08-29 06:49:59
0
vaidandoro
vaidandoro :
nyazura kwedu uko
2025-08-29 17:28:54
0
annechaps08
annechaps08 :
nyasha
2025-08-28 20:12:19
0
antanajanell
antanajanell :
Nice dzimbahwe Nyathi yangu
2025-08-28 16:41:00
0
lilee5701
lettylindy :
ndoisa voice nepapi 🥰🥰🥰🥰🥰🥰
2025-08-28 16:55:21
0
maijussy1
user2916791924791 :
🙏🙏Akudzwe ishe
2025-08-28 16:16:52
0
stellatagwi
mandloe wa nungu :
nyasha idzi ngadzisvikewo nekumba kwangu gore rino ndisvikewo neyangu
2025-08-29 05:36:00
0
To see more videos from user @africannews8, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About