@lyrics_zim: waifana kungonzi mako #zimlyricsfyp #lyrics_zimfyp #lyrics_zim #zimlyricsforyou #zimlyrics

Zim_Lyrics
Zim_Lyrics
Open In TikTok:
Region: ZW
Monday 08 December 2025 19:58:13 GMT
99600
3320
1003
1797

Music

Download

Comments

user3046957273384
the undisputed Engineer :
Hakuna mharidzoo yakadai... Isusu we thank God nepashoma patinapo.. Pamhata penyu mufundisi
2025-12-09 03:58:39
563
warrengunplay
warrengunplay :
munenge muchitsvagei kuma church akadai
2025-12-09 03:20:11
619
renneyn21
Rennyn21 :
Haaaa garo renyu baba imi
2025-12-09 21:52:52
1
sheeyz05
Sheeyz05 :
Dako renyu mufundisi
2025-12-09 08:15:33
39
peejay2966
peejay :
Zviiko zvinenge ma door tea amufundisi izvi
2025-12-08 22:30:10
295
sammysammy584
Sammy ❤️❤️😍😍 :
Ku malloti kwenyu Prophet
2025-12-09 20:00:59
1
dollersgadgets
Doller’s Gadgets :
Mufundisi ndoda kukuudzai kuti makazungaira zvisingaite ..
2025-12-09 06:59:33
69
calvintags
calvin tagwirei :
Garo renyu pese pamasangana ne honda fit munhu wamwari
2025-12-09 01:51:10
10
gabriel.g.brillia
Gabriel G Brilliant :
vanenge vaguta mari dzenyu😂😂😂😂
2025-12-09 08:16:01
20
collen_27
⚜️Sir_Collen⚜️ :
kungotsvaga kutukwa uku . I blame varikumusekerera
2025-12-09 04:59:09
73
charlottetee96
charlotte✈️ :
Putsek kasoro kanenge chivharo chetsunami nxaaaa
2025-12-09 12:03:56
15
ndinilloyd
LLOYD🇿🇼 :
😂😂 Honda fit haina kunhongwa mufundisi pa Malloti penyu
2025-12-09 11:48:11
8
essyyyyyyyy4
Cappuccino69🧸 :
Isu kuno chero bhasikoro tinotoita party totenda Mwari💃🏻😌
2025-12-09 06:12:11
53
user2848437192252
Arsenal for life ❤❤ :
mukosho
2025-12-08 21:00:51
73
chido_banguza
chido_banguza :
Achievement yevanhu inosiyana
2025-12-09 18:16:09
4
thelythelma
Thely Thelma :
😂😂😂Manje takatofenda ndezvenyu
2025-12-08 20:05:11
50
audymauto
Captaino :
pane munhu atori muchurch umu😂😂😂
2025-12-09 20:59:11
0
sheeztaaps
Tan Tan :
Veduwee ka 😂😂😂😂😂
2025-12-09 18:38:17
2
gamuchiraichingwa73
Spirit_drums :
We know kwatakabva honda fit is really a huge achievement 😅😅😅😅
2025-12-09 05:31:18
19
seh_besh
Seh_Besh :
mapedza kuparidza Jesu hre
2025-12-09 08:51:57
11
smgifts
SMGifts :
ndianiko uyu akadhakwa kudai
2025-12-08 20:45:05
39
blessed9975
lowrider~ :
kwaLimbani kwakaoma🤣🤣
2025-12-09 13:14:16
2
andrew.nag
NAG :
Kazvimbirwa nemari yema offering manje😂😂 ka tsente kemunhu
2025-12-09 01:23:10
9
user2697522410748
ApostleTK :
mukutotaura zve honda fit here papa , isu takatoita pungwe tichipemberera nissan days apa iri second-hand
2025-12-09 04:30:27
4
dorrie_the_therapist
Mwana_wekwa_Mambo♥️ :
Listen to this and come back
2025-12-09 17:40:12
1
To see more videos from user @lyrics_zim, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About