@seedsofhope_hurukuro: Chii chingatadzisa mukadzi kuenda kuperiod? #hurukurodzembereko #tilderlive #period #zimtiktok #zimbabweantiktok #shona #hurukuro #mbereko #ttc #zimttc #tiktok #zimtiktokviral

SeedsofHope_Hurukurodzembereko
SeedsofHope_Hurukurodzembereko
Open In TikTok:
Region: GB
Friday 25 August 2023 16:31:29 GMT
31653
456
60
32

Music

Download

Comments

yeu09440
Mai tanaka :
Ini ndinoita kana 2years ndisingaende ndozongoenda 1 dae chete bt ndatove nevana 2
2023-08-26 19:02:49
5
spiwetazviwana
shavalala :
ini ndoshandisa depo ndeoenda pamwe after 2 months or 3 its normal mother
2023-08-26 17:55:27
1
lydiatawananyasha7
lydiatawananyasha7 :
so you mean kuti ndonotariswa nadoctor again
2023-10-24 03:08:01
1
lydiatawananyasha7
lydiatawananyasha7 :
yes vakaita matests vakati zvese zviri right so vakati icircle yangu
2023-10-23 18:21:16
1
precmamvura
Precious :
ini ndakashandisa implants for 2 years kwakuzoribvisa patova ne7 months ndaribvisa no period
2023-09-07 21:43:40
1
mrsmaposa05
Mai Taffy :
Chii chinokonzera kurwadziwa kwakanyaya pa day 15 re cycle asi pakuenda ku period hazvirwadze
2023-10-28 20:18:31
1
lisahnchikerema
lisahnchikerema :
ini ndinoenda Kuma periods ka1 after 6mnths pandinoenda pacho ndinoenda 1day nditori nevana 2 girls but handizivi kuti chii
2023-08-26 18:05:56
1
lydiatawananyasha7
lydiatawananyasha7 :
ini ndinombojamba 2 months ndisina kutevera then wechi3 ndoenda kuperiod so chingave chii.But ndakamboenda kwaDoctor vakati inenge ndiyo itori circle
2023-10-20 10:13:22
1
seedsofhope_hurukuro
SeedsofHope_Hurukurodzembereko :
@cynthia Mutawarira
2023-10-16 20:27:20
1
liz_gm0120
elizabethgandah :
👏
2025-02-15 20:49:39
1
seedsofhope_hurukuro
SeedsofHope_Hurukurodzembereko :
@user9458427640953
2023-12-04 09:42:58
1
user5991090676165
mama cammillah :
inini ndinosgandisa masecure ndiri kutamwisa handisi kuenda kumwedzi ndikasiya matablets ndirsiri kuenda kuperiod nhumbu inobata here
2023-10-11 08:42:20
1
geraldmangwiro1
Cynthia Mangwiro :
Saka panoitwa sei kt uyende kuperiod help help
2023-08-31 19:01:50
1
usermpmavis974
madhumbespecial :
iye munhu kadzi anofanirwa kumira kuenda kumwedzi ava nemakore mangani
2023-08-30 20:28:51
1
user9518409829952
user9518409829952 :
saka unobetsereka cy kana usingaende kumwedz
2023-08-26 14:11:20
1
neliahhchikidi
neliahhchikidi :
kunyepa uko mazviwane kupi
2023-08-26 20:12:06
1
seedsofhope_hurukuro
SeedsofHope_Hurukurodzembereko :
@Bawslady Viv
2023-10-16 20:26:52
2
user8791971080035
user8791971080035 :
thank you sis
2023-08-28 11:32:38
2
fungie23
user6233096614934 :
pliz follow back l do have a personal question maybe you might help
2023-09-05 18:32:45
1
user4035080352903
lily 🌞💦💫 :
ko kna uchiita 6moths usingaende bt kuchirwadziwa ever month
2023-08-26 16:56:06
1
user9425895445581
user9425895445581 :
maitabasa
2023-08-26 17:55:28
1
zaberina2013
Queenlee :
following
2023-08-26 13:34:12
1
iy96606
bazuka :
Ini ndine masari handisi kuenda for 6 mouth pamwe ndoenda pamwe handiende
2023-08-27 05:16:22
1
lindiwesithole27
user614685053276 :
thnks my sister
2023-08-28 09:50:43
1
mamatannie0
Mai vemusikana🥰 :
tag me on nxt video
2023-08-26 12:14:17
1
www.tiktok.com_948
Nono :
thank you 🙏❤️
2023-09-05 19:12:49
1
jacquebella5
Jackie Bella Vita :
ko wanoenda kuperiod madays akawandisa
2023-09-06 15:02:37
1
user5622868257224
Felisters :
ini ndakakura ndichienda kumwedzi asi ikozvino ndakamira ndoita seio ndodao period uye ndodao mwana
2023-10-16 12:05:35
1
user5622868257224
Felisters :
ndoitao sei hama
2023-10-16 12:21:37
1
user8791971080035
user8791971080035 :
saka zvino gadzirisika sey plz help me
2023-08-26 12:05:41
1
To see more videos from user @seedsofhope_hurukuro, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About