i was actually listen to the riddim nezuro and im wondering kuti ma artists mamwe acho akaenda kupi the likes of Tipsy , Maggikal ,Terminator and Tally b
2024-08-21 17:22:34
9
Robson Rtg :
pakashaya akaburuka mubhazi remangoma😅
2024-08-21 19:54:06
23
❤️ Gamue :
apa ndiBamdiki vangu ivavo 😂😂😂😂
2024-08-21 17:59:53
10
denzelnashe :
chats man
2025-07-06 20:56:40
0
tamykashy :
🤣akaburuka🥰
2024-08-21 16:09:13
8
T£RRY :
I'm going to follow you coz of Chatzman 🔥🔥
2024-08-21 17:37:02
52
imaghost :
ndine new music yake 😂
2024-08-27 21:11:10
1
Tawaz :
Akapinda bhazi risiro😂😂
2024-08-21 18:38:57
8
sir TAR :
He is now a farmer or something like that
2024-08-27 22:35:08
12
BACCI :
chatzman 🔥🔥🔥 ....haa srs akaendepi muface uyu😂😂
2024-09-24 20:28:12
4
Thembinkosi Gwizhi :
haasi ega pariddim akangoita dissappear lot of apple waripagiddim iri they are nowhere to be found now
2024-08-21 19:37:20
4
Dj Sancho :
maffcat haa ane asma uyo akazoita zidumbu 😏
2024-08-27 14:45:52
0
Gunnery :
ndiye akatanga kuburuka mubhazi macho
2024-08-23 14:14:19
3
Chingaldho :
But unomboputa chete🤣🤣🤣🤣
2024-08-25 04:49:37
1
silentethan4 :
Chatzman aizvifonera of which hapana zvaizikamwa chaingovapo rdms bk then were easy kumhanya especially irori Bodyslam,Chillslam ,Zimboflavour chero aidzidzira aingochimhanya
2024-08-21 19:39:19
3
shiloh_biblan :
munhu anga akagara pa seat rake akaramba kusimuka iye abva aburuka
2024-08-21 16:56:02
7
PatrickJnr47 :
Playlist rako nerangu yooh yu will be confused kt ndoteerera type ipi chaizvo😂😂😂coz mungorine masong anongonakidza
2024-08-25 19:06:08
12
Mr Kayz :
akatadza kupinda mubus anga ane ma bond😂😂
2024-09-03 18:00:27
1
sirculture4 :
nemunin'ina wake maffcat havasi kubatika vese ndofunga varikumborima😅
2024-08-21 17:02:44
6
To see more videos from user @reinah_mudavanhu, please go to the Tikwm
homepage.