@empress.tariro.di: Zuva urban Tete voramba kutyiswa naketina Masomera #zim #zimbabwe #comedia #zimtiktok #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #viral #capcut

Empress Tariro Diaries
Empress Tariro Diaries
Open In TikTok:
Region: ZA
Wednesday 28 August 2024 14:11:30 GMT
5324
90
20
0

Music

Download

Comments

vee_childofgod
Vimbai :
ini hangu l want to ask how much money do they really get from Facebook
2024-08-29 09:13:43
4
user6922011753607
Mai Meme :
she's telling the truth
2024-08-28 21:11:01
6
cmalliezknkistoez
Cmalliez@k@nkistoez💞😘 :
English🥰🥰🥰🥰🥰🥰
2024-08-28 15:41:53
0
divine36897
Chipochashe :
thank you for tht
2024-08-28 17:40:14
0
lyn.gwendere
Lyn Gwendere :
I think jacket n wigs zvaiwa zvakaiswa something to kill mai titi chete cz iiii zvakamubata kuti zvapiswa
2024-08-29 06:08:03
7
rejoicemashoko2
ReeMash💥💥💥 :
Zuva anoti voice agoti chirungu haaa👏👏ichi chi momzi chaicho
2024-08-29 06:55:10
5
sbusisiwe056
SbuZondi🥰 :
chembere dzekuZim adzina zvekuita
2024-08-28 14:27:37
4
brendawhata155
Brenda Whata :
nhai zvako Zuva ..madofo chaiwo ma voice of voiceless vacho nxaa
2024-08-28 19:44:16
3
shakemoremusikiri
chiherachashe rue :
voice rasisi zuva rinondifadza uye vanotaura zvomwisa mvura havatauri vechimhanyamhanya
2024-08-28 15:31:14
3
alexious85
alexious :
varoi ava
2024-08-29 04:40:36
1
sthaeworshipper
LuxeLacquer Beauty Lounge :
Zuva ndomuda zvangu 🔥
2024-09-10 14:09:18
0
margaretmavunga
maggie :
well said zuva wamuudza zvakakwana
2024-08-30 05:39:00
0
mwanawacihera
kiki :
iwe wakatora chikomba chaMai Tt Wani tonyararirei
2024-08-30 01:57:45
0
memory634
Wakuna :
apa zuva akataura chokwadi hake❤️❤️❤️
2024-08-29 12:04:23
0
oasis1782
octopus 🐙 :
🥰
2024-08-29 10:26:59
0
brendawhata155
Brenda Whata :
imagine kutukwa mai Bwanya aaah unoshaya kt vanorara hope dzakaita sei vapedza malive
2024-08-28 19:45:53
2
00trish3
Chishongo 🦓 :
Cult yevaroi
2024-08-29 05:27:25
1
auntyenie
mai two :
mapedza shava
2024-08-30 12:45:04
0
To see more videos from user @empress.tariro.di, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About