Ndirini zvangu JP ndotora $50k ndopa team rangu re band. $50k kuma hospital then ndosarawo zvangu ne $50 kkkkk mawonero anguwo zvangu. Handina kuda kutongera munhu pamari yake.
2025-05-07 05:55:41
53
General :
Nothing wrong with spoiling your wife
2025-05-07 01:37:31
192
user7716042281169 :
Uyu handichaende kushow kwake😏
2025-05-07 05:29:51
13
Yogi Makatinzwanani :
Mnangagwa and Zanu pf must Go 🇿🇼
2025-05-06 23:16:32
86
Oswell Nyamutsamba :
why is he always giving jah prayzah something is not right
2025-05-07 05:49:39
34
user1100101207621 :
but imari ye gold renyika muchipatara muchisunga vanhu ne box.muri mhata mhani satanyoko
2025-05-07 06:02:05
1
Sir Flav Munyonga 🇬🇧🇿🇼 :
chi guy kupa wopawo mafana Mukudzei donate kuma hospitals vanhu vakufa uko
2025-05-10 18:55:22
1
me :
My question why ths guy buy and give some1 who can afford 😏
2025-05-06 23:34:51
28
sir :
saka ukushaya manzwi nekufara uchigamuchira mari iyoyo muzvipatara vanhu vachifa ,,vanhu pepukai mhani ,,
2025-05-06 21:47:41
14
Min-Libs :
😂150 k yakawandisa pa munhu one let's be honest Mwari ngatimusiyei pama dhiri aya
2025-05-07 06:37:37
14
The Emperor 1804 :
musapinze Mwari ipapo ...regei vakomana
2025-05-06 22:50:43
12
Doctor :
guyz mari yeropa
please jah praiza im nolonger your fan unless you use that blood money for hospitals i will follow you
2025-05-07 12:43:21
8
user1290973563603 :
Sir wicknell kwamuri ikoko we are very grateful for having you..Aita chakanaka deserves an award.Mwari awedzere pamatapudza..Musaudzirwe zvekuita nemari yenyu mukoma🔥
2025-05-07 06:11:55
12
Gelly Sebata :
i think u are e very good and loyal wfy or girlfriend to him
2025-05-08 11:00:07
4
Royal Ignatius Kays :
$150 000??
2025-05-11 22:09:44
1
Ijele :
hapana Mwari ipapo usataura Zita raMwari
2025-05-07 00:23:34
5
Machangara 🇿🇼🐊🇿🇼 :
tengesa mota iyo usati wadonha nayo. imwe cash batsira vari muzvipatara