Very true ini nemurume wangu tane 12 yrs tiri tese asi kana mbama yake andiizive,vanhu vanozviramba tiri mabest frds chandanzwa ndotanga kufunga iye
2025-06-09 18:29:56
10
Mel@mandy :
ininmagaramoyo.ndaakaudzwa zvekt ndikazvifunga moyo wangu unotsemuka chaiko..as for judging ndainzi haina kudzidza hapana chaunogona kuita mulife ndisipo asi now I'm working pay ino clicker I my acc every month..Amazing God
2025-06-10 17:02:23
5
user293939494948 :
muri kungotukira murimi honzeri apa itai zviri kutaurwa uko aaa
2025-06-09 06:48:29
3
Brilliant Bmt :
wasiya kumuhurira 🤣🤣🤣
2025-06-08 07:06:32
1
Ellina :
ini ndinotya nekutaura kuti mumba hamuna chikafu,unenge uchingotukwa
2025-06-18 07:23:24
0
Priviledge Jere :
vadzidzisei mkoma havazive varume
2025-06-11 08:19:13
0
critical herbelist :
vakadzi vaye ndevekupihwa ava anokuhurira mangwana ukazviuraya
2025-06-09 02:07:39
0
@deonchiurunge :
ichokwadi hacho asi varume havazvigoni
2025-06-09 04:55:56
8
Judith Mhere mama junr :
Amen ku status kwangu haa🥰🥰
2025-06-08 13:44:22
5
Manjenjenje :
ndoda kuisa pastatus but ikuramba kuita save
2025-06-09 04:27:22
4
To see more videos from user @yvonnechalele123, please go to the Tikwm
homepage.