@beauty.chiusakara: #tgBeauty Chiusakara #tgMakombe #tiktokviral fyp #do as I say

Beauty Chiusakara
Beauty Chiusakara
Open In TikTok:
Region: ZW
Saturday 28 June 2025 11:51:40 GMT
117389
2021
183
928

Music

Download

Comments

user79118383702418
user79118383702418 :
kano pedza mhopo futi ndakakashandisa ndakazongoona dzapera
2025-07-01 07:15:45
9
faithnzarachirombogmail8
fayth :
ko kamhu kemwana mukomama kasina kuvhurika toisa chii Kavhurike
2025-06-29 12:37:50
7
mikesmike228
Mike's Mike :
wall thanls
2025-07-27 18:17:59
1
user2588579863959
mishoni Rekera :
ndakakaisa muchikwama hakapanduki hr
2025-07-04 11:23:55
0
leemaster30
Lee _Master _official :
kanoita kuti munhu aende anoona trabablas
2025-06-29 17:32:46
2
maimunenyasha1
fortunechikambura :
paasthma chiororo manje.me and my 11 months tikukashandisa this winter season its working wonders
2025-07-04 20:21:34
0
usereuleimani
user eulemani :
even mhopo kanopedza futi
2025-06-30 08:19:53
2
mama.lue
tafadzwa dee* :
ndiko kano Mera mumadziro emba here
2025-07-01 05:18:37
6
takudzwachigumir9
Taku TK Chigumira :
ko panyaya dzekudiwa nevasikana apa kanoita futi here nhai gogo
2025-07-17 14:10:03
1
kingnezar
user5215435592243 :
ndine tsinga
2025-06-30 13:12:46
2
xx..blurryblu
@ ..CreamyMoon📌🖇 :
Ko kana usiri.kuda kuti mhamha vasataure nyaya dzekugeza June unoo kanoita here😢
2025-07-03 11:09:02
0
angelahgonzo
AngelahGonzo :
masiya kuti kanopedza asma
2025-06-29 11:25:48
10
travialah
travolter :
Manje hakabatike zvekudaro kanotoziikanwa nen'anga🤣🤣🤣
2025-07-08 04:45:35
0
manyama2047
manyama204 :
Kondove ye Nzou inoyandei Nhai vanhuwee
2025-06-30 11:29:20
1
user5402125520380
chidaz :
very true ini ndakakura ndine tsanga yakapera ndichi donhedzera muziso
2025-07-01 19:35:46
0
bababruce3
bruso bruce :
ndakashandisa pane munhu anga asina kundipa mari yangu since January last month ndakakaudza haa yakapinda yakakwana
2025-06-29 16:02:50
7
user6530254681712
user6530254681712 :
Muchikwama ndoisa karikanyoro hr kana kuti kaoma
2025-07-14 11:54:45
1
awali150
cathrine :
Tatenda chokwadi
2025-06-28 19:18:25
2
user4399936873493bevy
user4399Bervy 🥰🥰 :
kanongowanika chero hr
2025-07-14 12:45:34
1
wessydube
wezi Dube :
kakandibatsira kamuti aka yooo thank you nekubatsirawo vamwe
2025-06-30 12:40:35
3
daniel.mudauz8
Daniel mudauz :
ndo kumbira number dzenyu
2025-06-30 09:30:13
0
user2508483256107
Masibanda :
unotoisa muziso mukaka vacho
2025-07-02 16:40:13
1
user2717571554615
user2717571554615 :
ko kana uchitota ma spiritual wife's zvekuti ukarota mukadzi mari yotiza kanoita hr
2025-06-30 08:13:26
1
user7014946709915
zee :
kapedza mhopo futi ukasvinira mukaka wacho mhopo dzinopera
2025-06-29 11:54:17
3
fungaimanoro
VAGUTU #WEGONA :
mumadziro meimba kanowanikwa futi
2025-06-29 11:41:55
2
To see more videos from user @beauty.chiusakara, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About