@chipomuchegwa: ❤️❤️

chipomuchegwa
chipomuchegwa
Open In TikTok:
Region: ZW
Saturday 05 July 2025 11:13:35 GMT
993277
37264
654
1033

Music

Download

Comments

tarie
Mai nashe :
chimborukwa musoro wese kani kwete kungorukwa muchochororo🤣🤣
2025-07-05 16:09:55
74
sherrylee24
sherrylee :
vamwe vanamai vanokundwa kuchengeta vana vavo or kushaya love kuvana vavo kukundwa naChipo anoda mwana wake
2025-07-06 19:06:59
93
emmaculate.mabhan
Emmaculate Mabhande :
Mwana chipo chinobva kunamwari unemuvaraidzi wako zvako Chipo🥰
2025-07-31 19:09:04
0
kathumba3
kathumba :
nice wooooy,,zvinodandisa izvi,,iwe chipo chiita mumwe mwana
2025-07-05 11:48:21
40
user2081688778806
lily lee :
iiii musadaro hamadzangu ko kuzomufananidza nehuku madii kungomuudza kuti chirukwayi musoro wese nhai
2025-07-06 15:11:17
16
abrahambanda896
chadex :
wish u all the best things life can offer chipo,,,may god bless u
2025-07-26 10:11:51
3
user9865639799806
petronella :
Mwari haasi benzi vasikana ndokubva aona zvakakodzera kumupa chisikana n chinomugesesa
2025-07-08 22:53:34
6
user5996668424945
user5996668424945 :
haa wandipedza chipo
2025-07-12 15:36:43
2
dhumoss
dhumos :
mwana we soja
2025-07-29 17:55:45
0
bosslincoln7.com
Lincoln Mapfaka :
Sisi chipo komborerwai na mwari ndinokufarirai
2025-07-21 22:46:57
7
_its.makar._
Makanaka :
mother and daughter things🥰🥰🥰🥰May God be with u
2025-07-06 03:11:42
12
awdchillz
awdchillz :
ndipe mwana wako ndimuroore uyo hanzi akura navanhu panapa😋😁
2025-07-08 20:46:10
0
natashamosuna
Natasha Mosunal :
well done chipo may god bess your misic
2025-07-14 20:21:24
8
user3422909442351
mama natie :
chipo akapihwa chipo chake namwari ❤️❤️❤️❤️mwana wako ndiye sahwira wako mukuru amen 🙏
2025-07-26 17:55:54
2
amaliesimz
user8773079796197 :
ribbon 🥰
2025-07-06 04:19:10
0
evelynchinokokor6
Evelyn Chinokokora :
wow this is so good I wish my mom was still alive I would like to do the same with her
2025-07-10 13:51:00
6
nancynyamazana366
Nancy Nyamazana :
mother and daughter 🥰🥰🥰nice ☺️☺️
2025-07-05 11:22:05
60
nkosanasithole277
nkosanasithole277 :
😊☺️☺️Wonderful,,luv u Chipooo!!!!
2025-07-29 17:15:51
1
manhomu.investment
Manhomu investment :
kkkkkkk uchiri mudiki wainga nemusikanzwa chipo urikuitei mwana kkkkkk God bless you in the name of jesus
2025-07-25 18:07:06
1
user776814662444
Kelly018 :
ribbon is active shem one video for me plz
2025-07-26 18:37:48
1
user38831074714686
chihera :
Wow nice so lovely
2025-07-05 19:50:24
4
tavonga.mashazhu
Tavongaishe :
akaita hake mwari akakupa muvaraidzi
2025-07-25 12:01:47
1
kundaimafukidzeku
kundaimafukidzeku :
Like video
2025-07-26 08:19:46
1
mzondiwachamanga
Mzondiwa Chamanga :
hi Chipo mwari ngavakuwedzere nyasha uchengete mwana wako
2025-07-07 11:09:45
6
user2472693842080
tapiwamandala :
aah ndiye mwana wa sniper here uyu zvaatokura
2025-07-09 17:01:38
3
To see more videos from user @chipomuchegwa, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About