@jephtabt: Driver webus akanamirana nemukadzi wemunhu ndokufa wese.

Jephta BT
Jephta BT
Open In TikTok:
Region: ZW
Saturday 12 July 2025 14:51:50 GMT
307588
3742
211
1255

Music

Download

Comments

maiclive3
Mai clive :
haaa nhy veduwe muchifirei ko wemunhu momudii hurai mufe
2025-07-24 23:09:13
3
grantieeten
Grantiee :
🤣🤣🤣 uyu nenhema ukanyatsoterera nyaya unonzwa kuti ndezvekunyepa 😂🤣
2025-07-12 22:16:48
12
blonde4517
Blonde :
kufa kufa aigona kungoitta accident akafa.ungaisa runyoka kuti nhu vafe uchimboroorei bhishu.
2025-07-28 03:21:45
0
mwamukamoudy
mama jongwe :
ndekupi uku and i bus ripi iroro
2025-07-12 17:13:01
11
lucydodzo
Lucy :
wamwe wese wanga wasina laguage saida kuiswa mubhuti kubva kwese kwamakabva kusvika kwa mutare
2025-07-12 20:01:55
4
mrs.nice345
Mrs Nice :
humbwa hunouraisa unganyengerwe mubhuti
2025-07-13 05:11:14
9
nyovv12
Nyovvest :
haa kubatkana nekuda kusvira vakadzi vevanhu mahara akamama
2025-07-13 02:11:40
23
muzirasharon1
sharonmuzira532 :
uyu nyaya ndedzekunyepa mutarisei
2025-07-13 08:01:45
0
peterchikubvu
badeee :
regerai vakomana
2025-07-27 13:09:29
0
maik.k44
Mama kudzie :
uyu anonyepa uyu haa kkkkk
2025-07-13 06:42:04
5
user8040753019996
user Junta :
kutitambisira data ne nhema dzenyu mamelod
2025-07-14 16:37:05
3
tumirai.madyira
Tumirai Madyira :
Haa ma1 boys siyanayi nevakadzi vevanhu
2025-07-23 23:03:56
3
murehwa44
murehwa :
wakamama kkkk munhu ngaafe mukadzi wemunhu no no
2025-07-13 18:19:45
0
natieviolettapamb
divine :
uyu anonyepa uyu hamuziwe nyaya dzake hr munhu uyu
2025-07-13 05:35:58
5
masuku205
Mr Masuku :
pangonzi mu bus manga Muna driver wekwedu case closed inyambo kkkkkkk
2025-07-14 16:54:42
6
vee93101
vee :
kuchiri nevnhu vachiri kushandisa rukavo iiii
2025-07-12 20:01:55
2
whitewalker493
Whitewalker. :
izvizvakaitika next month saka hapasati pave nemaV11. zvitunha zvakazochekwa. miswai Baba imi
2025-07-22 04:08:09
2
tanakaflo
Tanaka :
kana zvikanzi zvinobata zvine simba kusvika pakuitira mubhuti
2025-07-14 08:13:01
1
benjaminmaradza
Benjamin Maradza :
haaa kwangu hakuna anonamira hatiurairwe hama yedu nemunhu ane rukwa unoteverawo chete ah kujaidzwa uko
2025-07-23 03:49:34
2
___chie
Chiedza :
Conductor is traumatized shem 💔
2025-07-21 10:38:10
7
ratidzomagombedze
mamooo123 :
haasi uya wenjuzu here murume uyu akati ndakadanana nenjuzu
2025-07-14 08:35:52
0
user7719169401036
captain dunga :
imi mese murikuti kunyepa saka mukuti hakuna rukavo here kkkkkkk kungoti ama 2000 muri vana Thomas wanobvuma maona asi rukao ruriko
2025-07-15 13:33:02
4
user5113533031521
mai markromeo :
cephas ndoro
2025-07-24 05:25:19
1
user53054242306258
Manobo loice :
haaaa zvakaoma veduwe vanhukadzi zvimwe zvachoo mubhutiwo ere
2025-07-12 16:49:41
0
chirere.bee
Chiedza :
iii vanonyepa baba ava content tarisai account yavo
2025-07-14 09:54:34
3
To see more videos from user @jephtabt, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About