@gogomasithole1: Replying to @marymbariro252 #kwagogomassy #zvechivanhu #zimproducts

gogomasithole1
gogomasithole1
Open In TikTok:
Region: ZA
Saturday 19 July 2025 12:42:41 GMT
59440
1585
149
91

Music

Download

Comments

kallington2
Kallaz :
munowana here muchemedza mbuya kana kuti mukwapura nyini
2025-07-19 19:55:43
3
nunustenzia
EM :
Haa chimupfanachembudzi gezai mega ini kwete 🤣🤣
2025-07-21 18:09:00
2
cardiacstringszw
Cardiac Strings Zw :
even tsvina yenzou inoshanda
2025-07-23 05:34:16
0
thelma.barbra
Thelma Tinevimbo 🇿🇼🇿🇦 :
ndokumbiraw mushonga wekudzosa boyfriend yangu please
2025-07-24 17:45:01
1
d.rex8276
D.Rex :
number dzenyu gogo
2025-07-28 09:37:40
0
joeshambo23
joe :
How can I order ?
2025-07-29 20:52:44
0
tarienyangwa
Talala :
ndove ye nzou ndoishandisa sei
2025-07-20 00:19:31
2
usersekwati_somnondo
Marisa :
haaa panoti mutandangozi apo icho chibaba l use it as incense unoshanda zvikuru
2025-07-19 20:17:24
2
tbabiez3
@tbabiez3 :
ndoshandisa sei ndove yenzou
2025-07-22 16:01:57
1
united.africa18
Tanatswa Chiromo :
pamupfanha wembudzi apo ka 😂😂😂😁😁😁😁😁😁
2025-07-20 13:25:06
2
user4019405150444
Anisha & Ashley :
imariiiii mutandangozi muchembere. ndaisa zvanza
2025-07-21 15:14:10
1
chihorospecial2
Progress Chingoma :
Gogo chibereko chinogezwa nei
2025-07-29 15:05:56
0
nyashanu936
Nyashanu :
muchembere
2025-07-22 08:00:00
0
talent.mukanhiwa6
🥰🥰🥰🥰🥰 :
gogo ko Pretoria ndoiwana kupi mishonga yenyu.kunyanya wesare nekudzinga munyama
2025-07-27 05:42:25
0
dolsh98
Dolsh98 :
Muchembere kovari kuzimbabwe vanouwana sei
2025-07-23 13:57:02
0
kandymataka
user5035871234549 :
saka Zimbabwe vanoda vanoita sei
2025-07-22 10:42:05
1
patricia.hakunava
Patricia Hakunavanhu :
ndinozvida ndingazviwana sei gogo...ko nyora dzingapedzewa nei gogo ndibatsireiwo
2025-07-21 16:36:15
0
gaffah01
SON OF SOIL :
Name of the song gogo... We need to get back to our culture now. This the time🔥🔥🔥
2025-07-19 22:37:07
2
marthaclement5
marthaclement09 :
mupfana wemombe jaudhure here
2025-07-26 14:52:58
0
mamoyo.special82
mamoyo special 😋 :
gogo chifumuro unogeza nacho cy
2025-07-19 19:44:30
1
tatendamiranda
Tateh❤️ :
tipeiwo number tikasvika mubellville tipfure napo
2025-07-21 14:49:46
0
888intheknow
InTheKnow :
Please teach us on MUPFANHA WEMBUDZI and MUKUNDA NYOKA and include video /pics🙏🏾
2025-07-22 15:14:02
1
patricia.kapesi7
Patricia kapesi :
gogo ndipei hush dzenyu ndirikuuya kuzim pane zvandoda kuzotenga kwamuri
2025-07-28 17:44:40
0
shumbachikara38
Shumba :
ndinodawo kubviswa munyama jambwa gogo
2025-07-20 16:17:33
0
cheftatenda1
Cheftatenda1 :
mati mupfanha wembudzi here Gogo 🤣🤣🤣🤣
2025-07-25 19:41:09
1
To see more videos from user @gogomasithole1, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About