@baayi.01:

baayi 01
baayi 01
Open In TikTok:
Region: ZW
Saturday 19 July 2025 18:27:41 GMT
97213
2890
109
471

Music

Download

Comments

louis.muhwahwa
LOUIS muhwahwa :
ini vakutoti ndine mushongo nekuti ndichiri wenhamo izvozvi kwakutonzi akarombera nhamo
2025-07-20 19:38:27
12
constance8425
Constance :
ndipeivo nmber dzeakakuitirai
2025-07-21 16:32:46
0
anita.01256
anita 01256 :
amen n amen
2025-07-23 01:41:50
0
doc_chichi1
memory m :
ndiri kuprimary ndaikonewa kunyora kuti Wesednesday
2025-07-22 22:09:12
1
user2355777716299
Shumba :
zvakango woma hazvo neniwo ndiri kutonzi ndine mushonga
2025-07-20 05:49:20
19
kknjesera
kudzie kudzie :
ari kuparidza ndiani uyu
2025-07-22 19:30:09
0
easynhex
Isyboi :
kkkkkk vanhu avade munhu ane mari
2025-07-20 04:07:09
10
tatendamhuri1
tatendamhuri1 :
vanawo vanongoti takashanda🤣🤣🤣
2025-07-20 13:34:36
4
god.s.grace91
God s Grace :
Hallelujah
2025-07-23 05:03:03
0
weslybvirwa1
weslybvirwa1 :
Mari zhinji zvadzo ndedzemushonga coz cheziya neropafadzo chine nhoroondo zvacho. Imi mongozoPoster zvavepo musingaudzi vanhu kuti apo makasvika sei ?
2025-07-21 09:38:18
1
liesl1996
Liesl :
How much is this
2025-07-20 11:51:33
1
tendaikunaka00
tendai kunaka :
unenge unawo urimbavha uchibira vatendi mari, Kalos we Kalos meats hapana akumbomuti akaromba wani arikusimuka zviri practical zvine history
2025-07-20 10:02:54
0
chakaikesash
laly :
how much
2025-07-20 05:38:13
1
prospercharmz
prospercharmz :
How much is this boss
2025-07-20 16:19:55
0
parfiljq06
Tynoh Parfil :
haaa ini vachatoti ndine mushonga bcz I'm feel kuty I'm dangerous
2025-07-21 12:20:18
6
0205gemini
inyathichanel :
The pool it's giving vaya vane dzungu rekudonhera muma pool it's avoided same netsvina inoita ishoma takuteedzerao👌👌
2025-07-21 09:07:17
2
teekaymasore
Teekay :
Kana usati vanongedzwa kunzi vakaromba hausati vane mari vangu
2025-07-22 05:17:56
4
mai.nissi
cathryn :
Ukaona vadaro its too big for their imagination thats the God we serve anoita beyond human expectations❤
2025-07-20 12:05:21
11
eddycustomsclearing
Eddy Customs Clearing Zim🇿🇼 :
boss
2025-07-20 12:58:43
3
zubiechangata
zubiechangata :
Chandakaona munhu anoda kuramba achikutarisira kuti uve pawaive pavaiziva. vakashaya wekubvunza kuti wakazo simukasei , they conclude hurombwa🤣
2025-07-20 15:42:39
3
esnathessydozva
Essy Essy :
wasiyei ne version yawo iyoyo rambai muchipfuurira mberi!!
2025-07-21 03:33:09
1
chloestel
Chloestel :
Ukaita mari wakaromba, ukadiwa nemurume wakamudyisa
2025-07-21 20:10:25
1
your1plug
Mukomana weHembe :
204 samora haaa you did a great job apo🔥🔥
2025-07-21 16:19:49
1
tafadzwanashegwes
taffygwese :
ndimi munoita basa rakanaka kuadi
2025-07-20 18:40:14
3
0342apex
Apex0342 :
Amen
2025-07-20 19:09:07
1
To see more videos from user @baayi.01, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About