@mupostori_johane_masowe: Anotonga ndiMwari. Batai mazwi tiripakufamba🙏 @Johane Masowe Muchinjikwa @johanemasowe #johanemasoweechishanu #mupostori🇿🇼 #johanemasowe #johanemasoweversevideo #years #fyp #million #capcut #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #botswana🇧🇼tiktok #satiktok🇿🇦
Mupostori we Johane Masowe🤍
Region: BW
Monday 28 July 2025 18:03:07 GMT
Music
Download
Comments
Clarabellenyaks :
baba vanoimba zvawo ndinonzwa ropa kuti nyauuuuuuu bvudzi kuti swiiii mudenga miri wese kuti nyauuuuuuu nyau kombirerwai
2025-07-29 11:00:05
5
Privilege Ngara :
ko jira re yellow rinomiririra chii
2025-07-31 11:26:23
0
Presh Mancube :
Baba Arowin makatumwa pakuimba dai smson ari mupenyu muchibatsirana pa kuimba ❤️🔥
2025-07-29 10:25:44
2
chibab@ :
munotipinza kunzwa ngoni dzepapfumbamwe rambai makasimba musadzokere Shure bba vangu mwari akuropafadzei
2025-07-30 06:03:39
2
Mhamha JamieSam :
baba wanoimba zvkadzikamira zvinounza ngirozi padhuze
2025-07-30 12:53:57
1
samaita Mtasa :
Ndinyenyedzi nomwe yekare kwete zvatirikuona 🤣🤣🤣 baba ava vanoziva zvavanoita
2025-07-29 20:37:07
3
Dynasty sabau favorite gospel :
Amen baba kusvika nyika yaziva kuti ariko munyaradzi asinei ne pfuma dzevanhu pakunyaradzwa kwehwai
2025-07-29 08:36:20
2
Jolly juice Tariq :
thanks to the singer uyooo ndofarira kuimba kwake kunongova ngoni
2025-07-29 18:08:43
1
Micheilah Thandi :
Chiremba chakaoma ichi kubatsira kuimba kwacho
2025-08-01 11:36:38
0
DARLINGTON GUMA :
Zvamwari chaizvoo uyu murume anechekuita namwari kana murwe anona kuporaa aimba chete
2025-07-30 04:46:44
1
mdv@Jimmy - James.com :
Baba avo vane ka that so kekuimba kumasowe
2025-07-28 18:32:19
11
mazvita@🥰🥰🥰 :
vanowanikwepi church yavo ndaifarira chaizvo
2025-07-30 07:32:20
1
nono88 :
Baba vakatumwa havo 🥰🥰🥰🥰
2025-07-29 05:40:21
7
TK father :
baba ndoda kuteura nemi mazuva matatu chete
2025-07-29 20:18:45
1
Manex :
baba wanoimba awa uye wakadzikama
2025-07-30 05:31:55
1
Nomsa Moyo :
kuimba kunodzikisa ngirozi munotendwa
2025-07-28 19:18:30
4
user2049256195791 :
amen baba
2025-07-29 16:01:11
1
%AMA HEYAHEYA @JNR KD :
ko y video risikutoreka nhy iwe mupostori
2025-07-30 10:49:00
1
winspart :
Marimba ekwedu baba Aruwini mune chipo zvenyu mambo
2025-07-31 14:43:07
0
Millie Chirie :
Baba vedu vanoimba icho chipo akuna anodzivisa fambai naro
2025-08-01 04:52:16
1
Lolo :
ko toitora seiko, baba vanoimba havo ndati
2025-07-29 09:24:40
1
Dawn :
ndivo vekuoaridza Jonah
2025-07-28 18:08:59
3
Mr Honey :
ToiSaver seiiiii anhu amwariii
2025-07-29 19:08:01
1
@leejtm :
kutonga ndekwaMwari batai manzwi......repeat after me
2025-07-31 08:34:18
0
queenjungle83🇿🇼👑⚡️🪄⚘️🥰 :
mambo Negomo✨
2025-07-29 07:05:01
1
To see more videos from user @mupostori_johane_masowe, please go to the Tikwm
homepage.