ndabva ndafunga munrungu wangu aive ne huku yake yaiita kunge mwana yakazo jobora diamond ring yake akaenda nayo ku xray kkk yakauraiwa kuburitsa mhete
2025-08-16 07:30:10
1
samurai 3 :
ango ita zvinhu moshoora une moyo wechi satanic iwe namata mwari time ichiripo God bless this madhara Amen