@batsirikanhasipod: Musiyei, achatitsvaga mangwana.... #batsirikanhasi #deeptalks #familymatters #independence #foryoupage

Batsi_Rai
Batsi_Rai
Open In TikTok:
Region: US
Saturday 30 August 2025 15:13:46 GMT
45718
1825
272
339

Music

Download

Comments

dex.mayweather
Dexter🇿🇼🇦🇪 :
I language ye varoyi iyi
2025-08-31 00:20:43
88
mommywater3
Mommywater🧜‍♀️🇿🇼🇿🇦🇬🇧 :
They thought kuti nherera haibudirire muhupenyu. Nherera iya yotochengeta vane vabereki varipo.😢Ndakachiona ini. Kushaya anokuda kubva kwamai, kwababa nekwawa wanikwa 😢. But Mwari vanondida kani.
2025-08-31 09:46:36
42
bamercytiplazy
baMercy :
Amen shuwa some are waiting kuti kana zvaramba or paine zvakuwira woda kuzokutonga
2025-10-05 10:43:22
0
dbee2779
Dbee :
to zero percent wangu not 20 percent
2025-10-05 15:38:55
0
hellenmade
Mamoyo💞 :
blood isn't thicker nowadays ...tinehama dzatisina hukama nadzo ne vatorwa vatiine hukama Navo ✌️
2025-08-31 06:23:16
25
marvesihlangu
Marve :
vakazvitaura tikazoona ndivo vakazotitsvaga bek 😂
2025-08-31 06:22:39
34
tatendanyash
tatendanyasha :
Apo now vatorwa ndovatova hama dzedu 🥰🥰🥰
2025-08-31 04:57:12
29
sharonchenaimuswaka
Sharon♥️M🇿🇼🇺🇸 :
Mashoko iwayo anotaurwa nemuroyi chete 😂😂vanenge vachifunga kuti ndivo Mwari #hatichachema
2025-08-31 03:55:41
20
rueruerue38
rueruerue38 :
Ko kuita kunge Tyler Perry 🥰
2025-08-31 20:34:35
2
mailashie
Mother of many kids :
Ukatodzamara wadaro handife ndakakutsvaga.Zvinotaurwa nevanhu vane godo izvo
2025-08-31 13:34:12
0
voice938333
@thewhitepastor's wife :
actually to 0% ndozviziva
2025-08-31 13:16:55
7
one_ngwambi1
one_ngwambi1 :
Varoyi chaivo🤣
2025-08-31 14:09:49
0
user15912459903368
bae :
ndakazviudzwa ndabuda mu family group zvikanzi achatitsvaga.....zvino ini wacho ndiniwo😅
2025-08-31 13:26:17
3
mj.giftedhands
MJ @Giftedhands :
inini l was told you will come crawling to be begging kneeling down for me Guess what l completely cut them off my life for good ...you are telling the truth my bro
2025-08-31 10:01:59
12
telony0
Telony :
mashoko atakaudzwa taviga mai nehama dzamai kuti muchatitsvaga mangwana zvarema it was 2021 but vakatisimbisa nanhasi hatina kudzokerako wataura idi iwe
2025-08-31 06:02:00
2
wendienonoe
Wendie Nonoe :
we will keep on detaching because taneta nelaunguage dzevaroyi idzi. people think you can't have a life because havakude
2025-08-31 08:34:53
8
moudychimasula623
cayel :
vachaitasei tikasavatsvaga takutsvaga Mwari
2025-08-31 03:54:39
9
monalisatiripano
Monalisa Tiripano :
Hanzi chimboitayi tichaona kwazvichagumira
2025-08-31 23:56:04
1
evechird
Evechird :
🔥💓U gained a follower bro👊
2025-09-04 11:05:03
1
mojalisticwenkosi
moja :
powerful message there
2025-09-01 19:09:12
1
fancynancy7098
FancyNancy :
ini ndakamaudzwa mashoko iyaya ende kubva ipapo handitovatsvaki ndotambura ndega ndichidonha ndichimuka, imagine munhu ndiye akukanganisira okuudza kudaro so that you will feel bad
2025-08-31 06:53:28
2
user29761910761
mtakamaphiri :
i will work harder ,so hard that i never look for you ever again
2025-08-31 17:16:25
1
newnormalbae
Samm :
painfully true.On the other note its sad
2025-08-31 18:01:35
4
kudzai999
DIY :
tatojaira kunzwa mashoko aya but Mwari ari mubatsiri hatisi kuatsvaga
2025-08-31 06:03:38
1
silwane1
silwane :
ma enemies of progress ma monitoring spirits
2025-08-31 16:11:31
4
To see more videos from user @batsirikanhasipod, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About