@lytonfencing.co.zw: pakaipa

Lyton fencing fix and Supply
Lyton fencing fix and Supply
Open In TikTok:
Region: ZW
Monday 29 September 2025 06:11:42 GMT
73989
1717
292
229

Music

Download

Comments

wrongturn234
wrong turn :
Mota taiwona AGY 2531 tomubata uyo ndiye achatawura vese vavaripo
2025-09-29 18:07:48
2
kelvincouragemaweni209
Kelvin C Maweni :
haaa uyu ndoomusoja kwete khonangale😂😂😂
2025-09-29 16:01:35
22
zoole331
zoole :
woo mazuvano vareruka zvekudayi
2025-10-27 14:01:05
0
lilchrisy040
Christopher :
are these real soldiers
2025-09-29 18:31:25
13
balenie05
balenie05 :
murambe muchititumira maupdate
2025-09-29 16:41:55
24
munesuchivaz
️Munesuishe Chiveso :
nyika ndeye Munhu wani here? is so underrated 🤣🤣🤣
2025-09-29 18:10:07
16
ratchel30084
ratchel30084 :
kungoita mari masoja otouya asi why nhai umm
2025-09-29 18:00:23
4
bryankidd10
@T££ J∆¥🥶 :
apa vakomana pfuti dzripo haaa vanhu havatye
2025-10-23 23:06:30
0
bevenmusewe23
Pedri@8 :
Nyika ndeye munhu 1 here😂
2025-09-29 09:28:09
73
hilarymk20
hilary mk :
masoja atoziva anodai here 😂😂😂.maybe ma chaplain
2025-10-28 22:28:53
0
popg3e
POP G3E :
Haa vakanda dombo avo chibaba😅😅
2025-09-29 18:18:49
17
bornamo8
Bornamo :
Kna ndisingakanganise masoja anodzoka ne revenge 😂😅😂
2025-09-29 18:21:21
8
faston.mambulo
Faston Mambulo :
guys masoldier ari well trained and anoshanda under command so hapana chaikwanisa kuita pa situation yakadai pasina chavanzi vaite nemkuru wavo
2025-10-01 17:58:03
1
pakutenda
pakutenda :
nhaimiwe ndekupiko
2025-09-29 15:48:28
5
kingjosh2025_
King 👑 :
Saka chisoja chazosvika pakuchipiswa kudaro here
2025-09-29 18:17:27
0
awesomechaus92
mikechabveyo :
zvichapera zvakanaka here apa pamberi apa,kuti nhasi wacho atopera here,ndawona umwe ayita dhodhi
2025-09-29 18:15:21
8
useronedoctor11
August 🌟 :
number plate iyoooo mhai
2025-09-29 18:31:12
3
keishah79
keishah79 :
asi chiiko nhaimi
2025-10-15 08:50:05
1
pridemutirimuka71
jjm tp25 :
Amana ndiwo masoja akatimamisa 2020 here aya
2025-09-30 11:42:47
0
takudzwadominicmu
Makudzwa :
haasi ma soldiers ayaa kuitirwa dzungu soo
2025-09-29 18:59:17
0
altridgehakeemhungwe
Hakeem95 :
Ndekupi uko
2025-09-29 13:43:40
0
user9768437946114
carlaz :
wanozvihodha kupi zvivindi nhaimi
2025-09-29 17:53:51
1
proceeddzapasi
Bossbullo :
ndanakirwa hangu buh , on the other hand masoja mune error nevanhu vakukutumai
2025-09-29 18:11:10
10
admire.admire05
Admire 1995 :
ahhh
2025-10-27 07:09:44
0
mjaya707
🪖 I'm Martin Jackson zw :
good good people , magona imi maChina ave kutoda kutipedzera nyika
2025-10-01 09:53:55
1
To see more videos from user @lytonfencing.co.zw, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About