@mrzimtv263: Murume wekuvhura bhuti mapurisa asati asvika akazoyendwa naye kuseri kweDurawall nehama dzevana. Vayida kuziva kuti akanga apihwa authority nemapurisa zveshuwa heree. Ngatinzweyi achitsanangura. May The Souls Of The Little Boys Rest In Everlasting Peace. 😭😭💔#zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #trendingvideo #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #zimcelebsofficial #viralvideos

MrZimTv263
MrZimTv263
Open In TikTok:
Region: ZW
Saturday 04 October 2025 06:51:38 GMT
89224
2280
536
94

Music

Download

Comments

cathycathy269
keketso :
Baba avo vane hasha ndivo vakauraya
2025-10-04 09:31:55
145
teekaymusic0
teekaymusic :
kuvhura kunebasarei nhaimi
2025-10-04 09:51:27
100
angelinesithole37
Angeline Sithole :
kuvhura hakuna mhosva ko vana vanga varivapenyu vachida help vofa here vsnhu vamwari ndosaka vanhu vasingaxobatsira panyaya dzakadai
2025-10-04 15:21:56
1
eniah34
Eniah@34 :
Hasha dzamurikuitira munhu asina kana mhosva dai dziridzo dzamakashandisa pakutsvaga vana dai vasinambopondwa tibvirwei uko
2025-10-04 07:24:47
183
terryteryy1
terryterry01 :
Crime scenes are very sensitive, especially in this case pane 3 dead bodies saka only ZRP has the right yekubata bata mota iyoyo nekut zvinodestroyer evidence inodiwa neforensic team saka the deceased relative is 100% correct
2025-10-04 09:44:15
41
molline78
thada's babe,Armin's cowifey :
baba vane black and red muri mhata imi
2025-10-04 10:03:48
41
anywaytauya256
Any😘 :
mapopotero amuri kuiita baba imi.mutori suspect hombe mje hasha dzenyu ndedzei ibvapa
2025-10-04 10:43:27
77
user984404193157
@mamakeke :
ndosaka musingabatsirwe
2025-10-04 14:49:57
1
user11912705288455
Appreciate Mukuru :
ukaona munhu anopopota kuti sei mauraya nyoka, kazhinji kacho ndiye muridzi wenyoka. baba varikupopota avo i suspect i tell you
2025-10-04 15:42:36
0
dereckbandera2
ree bae :
varivese vanhu avo ngavasade kuti nyeora
2025-10-04 12:15:35
2
constancedakarai
Constance Dakarai :
uyo arikupopota vanhu murikumuona sei
2025-10-04 09:41:33
6
dicooler2
Iceman :
Anenge munhu weku Healthy maybe he wanted to confirm if they're really dead myb achida kubatsira wo,paita accident police ne healthy vanozoma kubatsir
2025-10-04 10:45:00
3
magraty
chipo madzimai :
kazhinji kacho anopopota ndiye anenge auraya ndobva ndarangarira pa Tapiwa Makore☺
2025-10-04 07:38:36
81
brandedbachelor
777 :
and also ivestigate the cause of death chete
2025-10-04 15:14:27
1
einstein1564
Einstein :
Ko imimi mukutonga muri vemutemo here n ndimi nyakutadza kuchengeta vana
2025-10-04 10:24:33
9
_bsm3
bsm :
pamwe arikupopota ndiye ane mhosva, hasha ndedzei??
2025-10-04 09:36:26
6
leebae479
Leebae💍 :
hasha ndedzei baba makuda kuwana pekurasira nyaya ka siyai munhu mubvunzo yenyu inobvunzwa ne police hasha dzenyu mune link nevakauraya imi makuda kuwana pekurasira mungati akaura anosvika achizvi exposed pakazara vanhu here
2025-10-04 14:11:27
3
user8433784136077
user8433784136077 :
vasadaro munhu hey
2025-10-04 15:22:05
1
dzoretaona
taonanyashamadzor :
Ko kuvhura boot kune mhosva yeiko
2025-10-04 13:52:41
1
ariela.ariela4
Ariela Ariela :
Baba vane jacket rine black nered dzikamai siyanai nemunhu ane white uyo ndiye adizvake kuvhura kune basa rei musape munhu mhosva muchatongwa naMwari
2025-10-04 14:01:10
1
user1234mamajuju
🌟 star :
kuvhura kunebasa rei iwe munhu iwe makungwarira zvisina basa makakonewa kungwarira vana
2025-10-04 14:17:13
1
cathycathy269
keketso :
Baba ava mhata yavo
2025-10-04 09:30:44
9
user8351002356133
boss princo :
xaka Dai asina kuvhura vana vaimuka ere angodungawo sa nurse kut ane simba chte zvaitika zvaitika pakuda way forward kut akauraya ndiyanie chte havan mhosvaa baba
2025-10-04 11:09:43
6
raty0596
raty :
haa vamwe vanhu vanenge zvatowana pekubuditsira hasha dzavo pane chaatora here
2025-10-04 15:25:35
1
terryteryy1
terryterry01 :
if we dig deeper into this case a doctor or any medical practitioner is prohibited by law to do any secondary act to the already pronounced dead at the crime scene alone without the company of police, However paifanirwa kunge patoiswa ma barricade ribbon
2025-10-04 14:15:51
1
To see more videos from user @mrzimtv263, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About