@blessed.musiyambir: Ava ndivo stepmother vaKimberley mwana waRukudzo wekuzviwuraya kuNorton. Zvanzi ndinobvuma kuti mwana ndairova neshamhu asi mavanga handina kumbomawona.#fyppppppppppppppppppppppp #zimtiktokers๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ

SQUEEZY โœจ
SQUEEZY โœจ
Open In TikTok:
Region: ZA
Tuesday 07 October 2025 05:55:06 GMT
157688
3153
483
119

Music

Download

Comments

user4916151033719micc
@micc05 :
I know this girl ndakadzidza naye
2025-10-07 11:30:06
13
mollychamz
molly :
Kari stubborn ka face aka hakasi innocent
2025-10-07 09:15:48
164
user0716211312
um Chaaba โค๏ธ ๐Ÿ˜ :
asi ndiwo waibuda pa Facebook wakagarira matunduru kani ?
2025-11-21 06:23:10
0
user0840654341
user4123226083357 :
Mwana anoto rohwa musade kuita kunge Musina kubva neko mhani Mai vari bho ๐Ÿฅฐ๐Ÿฅฐ๐Ÿฅฐ
2025-10-07 07:12:27
99
samie164
That_Short_Girl Samieโค๏ธ๐Ÿ” :
She has admitted that aigezesa mwana then she goes on to deny kuti haana kubvira aona mavanga๐Ÿ™Œ๐Ÿผ๐Ÿ™Œ๐Ÿผ
2025-10-07 12:36:18
28
11davynsatande
David Norman Satande :
mkadzi anotyisa uyo
2025-10-07 11:36:17
27
user810068113111
โค๏ธ :
dzakafita kuchenama manje
2025-10-07 10:14:55
166
luckmorechimfs
chimfs chacks :
mainini vakimberly ndiri kuside kwenyu.kuchengeta mwana asiri wako zvakaoma mibvunzo yese iyi kuda kutsvaga pawakatadza chete.
2025-10-07 19:08:42
9
mxxm3657
Stacy๐Ÿ’ซ :
ladies ngatisiyanei nekugara nevana vevanhu to avoid mashoko ,bter kugara waudza munhu kut ini andikwanise kuchengeta mwana asiri wangu ,simple
2025-10-07 11:24:54
101
madhu.webantu
Mai Nigel :
Manzwiro andaita baba vemwana vachitaaurawo vari kuti step father ndivo vakaisa mavanga pamwana mai kimberley kuti vatozope baba vemwana mwana wavo vaive vatoona kushungurudzwa nemurume wavo kwaaitwa
2025-10-07 10:38:46
33
beautywtbrains
chelsea๐Ÿ’ง :
I like her composure๐Ÿ’ฏ
2025-10-07 13:50:08
8
anesumazodze1
user7455613412092 :
Mai gara nemwana wako wadirei kuchengeterwa neumwe chengeta wega mwana wako
2025-10-07 12:12:07
46
makandejtariro
makande J Tariro :
๐‘š๐‘ข๐‘›โ„Ž๐‘ข ๐‘Ž๐‘›๐‘œ๐‘–๐‘ก๐‘Ž ๐‘๐‘ข๐‘ ๐‘ฆ ๐‘ฆ๐‘’๐‘˜๐‘ข๐‘ก๐‘Ž๐‘‘๐‘ง๐‘Ž ๐‘˜๐‘ข๐‘œ๐‘›๐‘Ž ๐‘š๐‘Ž๐‘ฃ๐‘Ž๐‘›๐‘”๐‘Ž ๐‘Ž๐‘โ„Ž๐‘–๐‘š๐‘ข๐‘”๐‘’๐‘ง๐‘’๐‘ ๐‘Ž...miswai
2025-10-07 11:49:00
55
rudo6262
๐Ÿ’œ๐Ÿ’žrudo :
uyu munhu ane kahutsinye kaanako
2025-10-07 23:55:49
15
rosewekwamsebenzi
Rose :
busy yeiko muchirova mwana mudoko anoroverwa weti or mwana anomutswa kuti asaita weti
2025-10-07 06:37:31
29
mamolilly4
Quad T4 :
stepmom Ava Havana Simba masikati chete usiku rakawandisa
2025-10-07 18:16:11
2
mama.pee610
Pee :
Vakadzi garai nevana venyu
2025-10-07 12:20:42
13
tallon004
tallon004 :
i blame mai vemwana munhu nemwana wake
2025-10-07 20:47:28
2
ruemagumbospecial
MALEGS๐Ÿ’›๐Ÿ’œ :
Mapostori ane utsinye aya nxaaaa
2025-10-08 06:57:11
2
patiencemusasikwa
Chihelele :
madzimai tisasiye vana kana marriage yaramba
2025-10-07 14:02:52
17
mybabette
Mybabette :
iyo weti inoroverwa munhu here
2025-10-07 06:25:44
6
user3107937721187
jinel :
Chinoda rumamiso chikadzi ichi
2025-10-07 06:38:23
27
user7271225987352
Uri huchii ๐Ÿฏ โค๏ธ ๐Ÿ˜ ๐Ÿ’– โฃ๏ธ :
face yacho iyo ndini ndega ndikuiona here ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ
2025-10-07 11:55:57
1
user63948277661
[email protected] :
ngakasungwe
2025-10-07 17:34:00
2
alphamaluwa
Tabita :
twuhure twakatizira kumasowe
2025-10-07 13:51:53
8
To see more videos from user @blessed.musiyambir, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About