Vanoziva shona iyo mukuzvinzwira izvo uko ndiko kunonzi kuchekeresa iro list revanhu vaidiwa ropa ravo
2025-10-13 19:31:08
3
chrissie :
I think we should normalize praying before bazi Richi simuka
2025-10-14 00:10:14
0
Molline Murwira :
Ini ndavhurwa maronda egore rapera when I lost my husband Tamuka bus accident 😭😭😭😭😭😭😭😭
2025-10-13 09:01:06
186
luwin :
alfred wacho kwanzi aita kudamburwa nepakati 😭😭😭
2025-10-13 08:06:30
70
Mike :
Murume uyu pane chaitaura kwaari kudana mazita kwake kune zvakaireva
2025-10-13 15:45:15
6
Joel ndlovu :
varipi varikuti n'ayi n'ayi nhaiwe waurayisa mai nekuda zvinhu kwenyu
2025-10-13 08:52:00
15
@rosemaryb :
i believe if yu driving at dangerous area reduce speed we telling drivers who are still alive.This thing of saying i want reach border by this time.
2025-10-13 09:02:25
42
melverchawasema5 :
zvarwadza izvi
2025-10-14 00:20:57
0
sharonnie89 :
that guy warikutaura is in great pain
2025-10-13 11:31:09
6
Ke_llie🦋 :
Rest in peace Alfred and bamboo Titus 😭DNC yatirwadzisa very wee
2025-10-13 09:40:54
23
kishy :
but dzimwe nguva ma driver edu ngaarege kuita kunge akatakura masaga e donje
2025-10-13 09:14:46
17
Chamhamha :
nhai i bus ripi irii ranga ririkuenda kupi zvakaoma
2025-10-13 08:00:36
8
Lioness :
Alfred wacho ndi driver here
2025-10-13 09:32:18
0
226nuttyRue :
munhu ane voice ririku back aripa nguva yakaoma xem
2025-10-13 08:24:19
54
Shanxie💕 :
Munhu aitora video apa now l don’t know how the pain is mmm may they rest in peace gashirwai nashe
2025-10-13 15:20:58
2
HANRIETTA :
RIP Alfred,Titus and Dudzai gone too soon
2025-10-13 09:00:33
16
ypeetazvivinga :
mnh akutaur ndiye abaiwa panorwadza unenge usingazive kut ndiko kuparadzana continue to rest in peace 😭
2025-10-13 21:17:18
3
Gee :
eiiiiiish ummm unoita se ucheenda kumusha ne tsika December
2025-10-13 14:43:06
1
Lillian :
This guy does this all the time when the bus takes off he is such a happy soul those that have lived in Eastlondon know him well and they have used this bus this was second to operate in EL and it has never had an accident every year Christmas this was my bus to go to Zimbabwe
2025-10-13 20:39:48
4
LadyP :
zvakangowoma hazvo Baba ava vakutaura vari pama1 ndofunga eish he was hoping to see them returning
2025-10-13 08:50:49
10
Mjaya :
who is Alfred
2025-10-13 09:38:16
1
RueTafara95 :
I believe now kut words from mouth are powerful sure ,,mashoko anotaurwa nemromo anesimba tinoti zororai murugare hama dzangu😭😭😭
2025-10-13 22:19:00
2
malendie :
Maybe ayisitombori problem ya driver. Zvimota zvidiki zveku SA driving dzacho vazhinji zvacho nfedzemufirimu. Anogona kutongokutsikira mabrakes ipapo ipapo, have witnessed it so many times
2025-10-13 12:19:08
8
chidaz :
ma Chinese buses aya ngaambomire kuita cross border malabishi emabhazi my condolence to the families
2025-10-13 12:23:16
9
To see more videos from user @africannews8, please go to the Tikwm
homepage.