Mudhara haasi wrong uyu aripamusha pewabereki wake awa wsrikunetsera musha vazukuru muzukuru hachisi chinhu fanika awa waitowa kwamai wawo totozowapamunda ku water way uko
2025-10-14 19:36:02
0
lilisweet80 :
ko kona yababa vavo yavakanga vakavakira vapei ka makutora pese sei vamwe vari vapenyu vairima pai ipa vana imi gudo guru peta muswe vadiki vakutye
2025-10-14 13:06:55
2
Flossy :
ivhu remamusana rotongwa na mambo Musana
2025-10-16 08:25:39
0
Saru M37 :
Vakajaira kutorera vanhu misha
2025-10-16 02:54:07
0
Kevin :
Anogwara mudhara uyo
2025-10-14 15:24:06
0
Fioan@1979 :
Asi ndiwe wakauraya mkoma hre nekuda zvro zvake ? ipa vana misha wa bba vavo
2025-10-14 17:37:03
1
vatoe10 :
Ndoana Bamnini vanokuuraya ava
2025-10-14 12:25:09
1
. :
tag me next part
2025-10-14 18:59:26
1
Sea water :
Munhu chingoshanda zvoko chete zvinhu zvababa vangu or zvani kana zvatotorwa