@stepfatherzw: Musikana aiva arimubus rakauraya vanhu 43 explaining zvakanyatsoitika #djsparks #zimpolandtiktok🇵🇱🇿🇼 #ukzimtiktokers🇬🇧🇬🇧 #reducespeed

stepfatherzw
stepfatherzw
Open In TikTok:
Region: ZA
Wednesday 15 October 2025 08:40:58 GMT
213487
6989
785
1029

Music

Download

Comments

linnymancube
🥀🌹Mai Dhewa 🥀🌹 :
My mom is one of survivors 🙏
2025-10-15 09:24:51
1142
user9834548788067
DeeKabiseni🤩😍 :
😭😭😭😭 sekuru Vamai vangu mukadzi wavo nevana vavo 2 vakafa on that accident,,,may their soul rest in peace vese vakapararira ipapa
2025-10-15 14:09:57
140
drfinimb
user6813819181900 :
Namatai mhamha Mwari vachiri kukudai
2025-10-15 16:17:20
0
auntwaaesha
aunt waAesha :
murambe muchinamata sis
2025-10-15 09:19:59
410
boss.mwarazy
kb family :
usakanganwe zita rinonzi Jesu plz mwari vachiri kukuda tenda mwari
2025-10-15 13:31:55
67
raymond.nyamugara
Raymond Nyamugara :
Saka ikko wakuitei nhaiwe mukadzi iwe
2025-10-15 09:12:14
36
tamarmakwasha
@tamarmakwasha187 :
bus 1 kubva capetown kusvika zim ahh guys atleast vanofanira kuchinja bus mu jberg this distance is very long roda well maintained buses
2025-10-15 11:48:00
81
nomsivibes
Nomsivibes🇿🇼🇩🇿 :
My friend is one of the survivors but anga akaiswa pavanhu vakafa
2025-10-15 15:33:47
35
iamgrok1
Grok :
Report ichauya zvayo, bhazi vari busy naro
2025-10-15 16:10:54
0
peebae91
peebae :
ndopanoshanda song yadorcas Moyo wakabuda SEI APA😭😭
2025-10-15 11:49:03
177
danaijayden
user19209804947017 :
asi kwaisava nemabhazi mamwe aifamba
2025-10-15 13:23:11
2
om1577
OM1 :
driver akatambudzika uyu coz parikunzi pamateru ranga ravekumhanya pamwe ma break anga atodhakwa , overload hadiwe
2025-10-15 10:26:47
49
user7105532142057
user7105532142057Keturah Mbwe :
Thank God sis murikutogona kutaura
2025-10-15 15:02:51
4
mcdapah7
mcdapah :
from the description it seems the brakes were binding but they forced it until the brakes gave in
2025-10-15 12:47:51
68
paidamoyokondwela
###pidoo## :
sheim Tendai Mwari CiCi...get well soon 🥰🥰
2025-10-15 17:03:15
4
meme52917
M* :
anga atosimba zvekuenda kuma interview. ko trauma
2025-10-15 08:48:46
45
leomuchipisi
Leo muchipisi :
I blame police, how can they see over load and not act
2025-10-15 11:09:08
72
31588811625
Ashell705 :
Uri testimony sisi
2025-10-15 11:36:58
25
hellenrmt5
hellenrmt :
siyai ataure it's a miracle kupona patsaona yakapedza vanhu vakawanda it's part of her recovery process nekuti pachake akutozvibvunza kuti ndakabuda sei
2025-10-15 10:53:37
65
engelbert364
Engelbert :
Chainhuhwa I clutch wich means the driver force to drive like that
2025-10-15 14:21:10
6
mrgreen790
Isaacs Mujenah 🇿🇼 🇳🇬 :
where na u located gal wanna award sumthing small for u coz this kinda of lucky or ancestors wow so amazing
2025-10-15 14:44:04
1
nenyasha681
nenyasha :
shame vdwe speed recovery my dear
2025-10-15 11:35:23
15
user8762138627638
Amen :
kune vaya vaiti bus rakanga risina kuzara I hope mazvinzwira pano mega
2025-10-15 09:07:00
13
gidxs2
gidxs :
think zvakanaka kunzwa zvakaitika nemunhu aive mubhazi than ma speculations going around.
2025-10-15 09:43:28
81
theresa6475
Theresa :
Saka police yakasiya bus rine overload 😭
2025-10-15 14:27:50
5
To see more videos from user @stepfatherzw, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About