@tobias.wepagutu: #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #southafrica #foryou

Tobias wepaGutu  🇿🇼
Tobias wepaGutu 🇿🇼
Open In TikTok:
Region: NL
Sunday 19 October 2025 04:00:42 GMT
597681
43382
1545
1708

Music

Download

Comments

panashe.makuni
carol :
I know hamunei nazvo asi ndashaikirwa naSekuru vangu😭😭😭
2025-10-19 05:32:44
1015
vongie31
VongieNatalie31 :
Amen l knoe hamunei nazvo henyu asi lm heartbroken Tobias ndashaikirwa nebrother yangu 😭😭😭😭😭😭😭
2025-10-19 17:23:42
623
ntombasana
ntombasana :
Mwari ndiye munyaradzi
2025-11-12 08:38:41
0
kioja1997
Mahlaka😘 :
I know hamunei nazvo but ndaita miscarriage 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭Ndobuda seiko muPain yandiri iyi Mwari 😭😭😭
2025-10-21 21:23:04
135
locadi2
leee :
mudhebha uyo petera maguze mukati asaoneke sorry kana ndatuka
2025-10-22 11:49:17
4
alphahtambudzai
Chihera :
i know hamunei nazvo handina mwana ndakamboita akafa after 5 yrs ndichitsvaga mbereko😭😭😭😭😭dai mandinzwawo Mwari
2025-10-23 18:10:55
18
user1411508140916
Nelly E,C@@@@ :
ndinoziwa hamunei nazvo asi ndarasikirwawo nebrother ynk 💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭
2025-10-21 08:19:08
124
kasimu.anubi7
Kasimu Anubi :
mwana wangu akashaika 31 December 2024 asina kurwara 14 year's 😭😭😭
2025-10-22 14:21:21
29
sandra.mucherera
Sandra Mucherera :
Amen eish
2025-10-29 14:46:06
0
user5070416386369
@pipy805530977 :
today its my birthday 🥰, amen and amen
2025-10-19 05:53:42
92
praise0634
Praise :
Tobias ndiroorewo ndanzwa nekurasiswa sha😌☺
2025-10-19 08:46:33
72
maria499770981775
mickie :
ndokufarira pakuty unotungamidza mwari pazvese
2025-10-19 10:43:46
126
tynosfungai
Tynos Fungai :
face inonga yetsuro irikudya ma carrots
2025-10-19 12:01:30
8
chihera.rumbie
Chihera Rumbie :
tobias kana uchigadzira bed magumbeze unotanga wamapfunyira then wozoisa comforter on top magumbeze haafanire kubuda kunze
2025-10-20 07:22:55
23
user4461218598195
Mai Muzendah :
Ndozviziva kuti hamunei nazvo asi ndakarasikirwa naamai vangu
2025-10-23 09:11:55
29
maibongani6
Mai Bongani :
ndangariro ndakaremerwa😭😭😭😭😭
2025-10-19 07:13:33
30
tatenda60
Masiziva Chifedza we Zamo 1 :
ndokumbirawo ane zidzoro auye hke ango ndi header ndife zvngu😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
2025-10-19 21:45:43
5
chasara05
Meme :
Amen Tobias
2025-10-24 10:15:06
1
kukue84
kukue :
kana pane vanogona kutuka huyai kumavedio angu tipedzerane😂
2025-10-19 09:31:23
1
user534081258728
Taloman :
yakaimbiwa na pastor vhengere
2025-10-21 20:04:14
0
rosemarychikuni
pretty🇿🇼🇿🇦 :
tobby inbox tironge zvinobuda asi ndiri mvana hangu
2025-10-19 16:19:07
3
user9716188180252
maTino :
murume wangu adzima Fon nekaweather aka anhuwee
2025-10-21 17:28:26
0
ali.nganiko
Ali Nganiko :
akaimba kambo aka anonzi ani thanks kune vachabatsir
2025-10-19 12:58:27
3
simolewasili
Simole Wasili :
name of song
2025-10-22 13:39:50
0
nicegirlguta
🐋Nicegirl🩵🔐 :
I know hazvinei nemi but Mwari akazotendeudza moyo wangu handicharwadziwe nekurasiswa murudo
2025-10-21 20:07:12
2
To see more videos from user @tobias.wepagutu, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About