@mamanoku3: timbovonesana madzimai #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #southafrica

mother Adviser
mother Adviser
Open In TikTok:
Region: ZA
Wednesday 22 October 2025 08:31:42 GMT
80899
1287
93
393

Music

Download

Comments

nyashamupenzwa5
Nyasha MM💞❤️‍🔥 :
Haa ndingabate munhu abvisa 30 us tsvakirai kuno hr miswai imi
2025-10-22 14:42:31
17
majestic3477
Majestic :
murikuita zvakanaka , dzidzisai vanhu chokwadi kunyangwe mukashaiwa malikes but Mwari achakuitirai maLikes akawanda nokuti vakadzi varikunyengerwa nedzidziso yenhema vozopepuka vatorasika zvekusadzoka, thanks Aunty.
2025-10-25 07:37:49
5
user4543813853096
mamazett :
ini wangu akatii ichange haina basa
2025-11-22 08:37:56
0
makepesi8
makepesi :
that's true
2025-11-21 15:52:59
0
challeboy3
challeboy :
pihwai 2lts coca-cola ipapo ndir kuuya ndichibhadhara soon
2025-10-23 06:11:33
3
angiebby220
Angie bby :
iiii hapana kana changu 1
2025-10-25 16:37:41
2
psany2
Masybae :
Imikaaa 🤣🤣🤣🤣🤣
2025-10-23 20:33:29
0
mamatee1821
mama tee :
tibvirwe iwe rombe remunhu
2025-10-31 11:41:38
0
moilarmapimbiro
moilar :
kwangu kuri kushota masurprise 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 but pamari, Vana nekuroorwa ndotendesa hangu
2025-10-22 19:50:57
4
chagsbunny
ChagwedaMax :
amen
2025-11-21 14:26:31
0
asantesanah
Asantesanah :
I have done zvinhu zvese izvi kuzama kumufadza asi mkadzi haasi kuchinja
2025-11-12 18:05:16
0
user2454827396111
diana :
haa patsvakirai kuno apo musatidaro please 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
2025-10-22 10:05:10
4
bashingie62
BabaShingie :
ndapasa zvose😂
2025-11-11 05:48:10
0
user7825484983621
mai eto'o :
Amen thanks
2025-10-22 12:54:40
1
user57940819122491
massychivige :
ini ndakaroorwa asi hure chairo kunobvisa mari haiwa🤣🤣🤣
2025-10-24 13:48:39
0
babedollyyy
Limboy blue :
true
2025-11-20 18:01:51
0
lordlux12nick
Lordlux @nk :
kana 30 usingaione chiendaka unobatisisa anobvisa yaunodaa😂
2025-11-15 15:10:47
0
pearson1922
Pearson :
chokwadi dia
2025-11-20 07:44:13
0
batin9524
batin :
haaa ma1
2025-10-22 18:30:51
0
user275800abigail
Abigail :
amen
2025-10-23 09:04:05
0
sibonekhuhletakud
Sibonekhuhle Takudzwa❤️❤️ :
nditende hangu mwari ini ndini ndinogara ne card 🙏🙏
2025-11-11 06:28:07
0
user86392388247
chaps :
i want to thank God ndakapiwa mwari mu life mangu ☺️☺
2025-10-23 08:00:57
2
malvindumingu
Malvin :
Kunevanhu vasinga gutsikane pasi pano
2025-10-23 09:45:59
0
muchineripihombar
Muchineripi Hombarume :
Kuroora itori loss coz unogona kutounza hure pamba
2025-11-06 10:08:34
0
user6810434608850
user6810434608850 :
shandai mari dzenyu
2025-11-14 03:45:12
0
To see more videos from user @mamanoku3, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About