@tha_chizy_oan: #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #zimcelebs #pakabhaizika #fyp #trend

chizy oan
chizy oan
Open In TikTok:
Region: ZW
Thursday 20 November 2025 06:10:16 GMT
85740
1493
527
960

Music

Download

Comments

rozvi_girl
Rozvi_Girl👑 :
Ehe ndizvo. Pane kumwe kuCutter munhu kuri unnecessary & kunopotsa kwakonzeresa so ngavarangwe vanhu ivava
2025-11-20 09:40:08
70
richychikwanda943
Richy Chikwanda :
ini ndodzosera.ini..shure yako mdara wangu
2025-11-20 09:43:14
150
tin.tin8775
tin tin :
mdara uyo ndirini taipedzerana anojairira vanhu
2025-11-27 06:04:13
0
tynoe.andr
Tynoe Andr :
ha uyo anenge mwana wake, abva apinzwa mumota
2025-11-27 07:24:49
0
mutsaaa30
Mutsaaa :
No one is above the law haurowe munhu kudaro
2025-11-20 10:42:01
18
toxic_kng18
PAPA-K :
Vanoda kumamiswa vanhu Ivava... Especially vema kombi
2025-11-20 10:49:08
14
tino_weku_mendtronix
tino_weku_mendtronix :
But vakomana vema raptor bho here😂😂🤦🏾‍♂️
2025-11-20 08:22:13
149
muzimba3
muZimbabwean :
Ini ndokudzosera not everyone who drives a Raptor anoshandira GVT
2025-11-22 17:10:27
0
kelvinaaron3
Human Pro Max :
Munovajaidza innini tosvika kwazvoperera ini🤝😎
2025-11-20 09:58:13
11
denfordmunemero
Denford Munemero :
ehe vanedzungu vafana vezvimushika shika izvi
2025-11-22 04:46:03
1
glaimon20
glaimon20 :
I don't think inyaya yekuti wandicutter it's something else
2025-11-20 10:49:01
44
raphyj_
RaphyJ_ :
dzidziswai driving akomana 😂
2025-11-20 09:48:05
52
itstimshimself
itstimshimself :
apa unobva waudzwa kuti enda uno reporter kwaunoda😂😂
2025-11-20 10:46:34
37
shubiefortue
shubie :
uyu anenge mwana wababa avo chete maybe ane zvaaita not zvatikuudzwa
2025-11-21 06:28:12
1
abibicheuredhambu
Abibi Cheure Dhambuza :
mdra haarohwe uyuu haaa dhemetii mhan
2025-11-22 06:45:21
0
chubby_dej
Chichie :
Haa ndizvo chaizvo
2025-11-20 10:59:52
11
terrencegandidze
Terrence Gandidze :
Definately baba nemwana mupfana ateverwa ku base
2025-11-21 10:09:16
0
goromondokg
MrG :
Sanganai navo muroad kaa gents muite zvamuri kutaura😂😂😂😂😂
2025-11-20 10:54:35
16
hazelchigz
Madue🌹 :
Agona hake haana kudzorera, dzimwe imhepo
2025-11-20 11:27:01
70
user5340127699365
@BrightonMarovha93 :
yaaa ndizvo chaizvo izvozvo. Next time haukate futi
2025-11-20 09:43:00
18
anelleduk03
AneDuk*♚* :
this wrong n may the police help us on this matter coz its illegal
2025-11-21 06:41:23
2
sympathymuhera
RICAMO🇿🇼 :
Haa inini ndodzosera zvakadai izvi
2025-11-20 16:24:32
0
teeshowz6
teeshowz6 :
vakomana vemota hombe ndivo number 1 kuCutter
2025-11-20 11:14:21
5
vikela50
vikela :
kna iri nyaya yekukata mface uyoo ishiri
2025-11-21 16:06:20
1
hwadz1
hwadz1 :
haaa wanyanyoterera kdaro zvekusvika pakurangwa kunge gotwe kdaro 😂😂😂
2025-11-20 15:43:51
0
To see more videos from user @tha_chizy_oan, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About